Dhanieri 8:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nhongo yacho yakabva yazvikwidziridza kwazvo, asi payakangova nesimba, nyanga yayo huru yakatyoka; uye panzvimbo payo pakabva pabuda nyanga ina dzainyatsooneka, idzo dzainge dzakatarisa kumhepo ina dzekudenga.+ Dhanieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:8 ‘Nyika Yakanaka’, p. 26 Nharireyomurindi,4/15/1988, p. 25
8 Nhongo yacho yakabva yazvikwidziridza kwazvo, asi payakangova nesimba, nyanga yayo huru yakatyoka; uye panzvimbo payo pakabva pabuda nyanga ina dzainyatsooneka, idzo dzainge dzakatarisa kumhepo ina dzekudenga.+