-
Girisi NeRoma Dzakambotonga VaJudha‘Ona Nyika Yakanaka’
-
-
Alexander akananga kumaodzanyemba akanokunda Bhabhironi, Shushani (Susa), nePersepolis, muzinda wePezhiya. Haana kumbomira, akabva apfuura nomuPezhiya, ndokusvika kuRwizi rweIndus, rwuri kune yava kunzi Pakistan. Mumakore masere chete, Alexander akakunda nyika dzakawanda dzepanguva iyoyo. Asi muna 323 B.C.E., ava nemakore 32, akafa nemarariya muBhabhironi.—Dha 8:8.
-
-
Girisi NeRoma Dzakambotonga VaJudha‘Ona Nyika Yakanaka’
-
-
Alexander afa, vatungamiriri vake vehondo vana vakatanga kutonga umambo hwacho hwose
▪ Cassander
▫ Lysimachus
○ Ptolemy I
• Seleucus I
-