Hosiya 13:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Kunyange kana akakura zvakanaka pakati petsanga,Mhepo yekumabvazuva ichauya, iyo mhepo yaJehovha,Ichauya ichibva murenje kuti iomese tsime rake nechitubu chake. Zvinhu zvake zvese zvinokosha zviri munochengeterwa pfuma yake zvichapambwa.+
15 Kunyange kana akakura zvakanaka pakati petsanga,Mhepo yekumabvazuva ichauya, iyo mhepo yaJehovha,Ichauya ichibva murenje kuti iomese tsime rake nechitubu chake. Zvinhu zvake zvese zvinokosha zviri munochengeterwa pfuma yake zvichapambwa.+