Hosiya 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Kunyange kana iye akabereka+ sezvinoita tsanga, mhepo inobva kumabvazuva, iyo mhepo yaJehovha, ichauya.+ Ichauya ichibva kurenje, uye ichaomesa tsime rake yoita kuti chitubu chake chipwe.+ Iyeye achapamba pfuma yezvinhu zvose zvakanaka.+
15 “Kunyange kana iye akabereka+ sezvinoita tsanga, mhepo inobva kumabvazuva, iyo mhepo yaJehovha, ichauya.+ Ichauya ichibva kurenje, uye ichaomesa tsime rake yoita kuti chitubu chake chipwe.+ Iyeye achapamba pfuma yezvinhu zvose zvakanaka.+