Hagai 2:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 zvinhu zvainge zvakamira sei? Munhu aienda pamurwi wezviyo* achitarisira kuwana masaga 20, owana 10 chete; uye mumwe aienda kuchisviniro chewaini achifunga kuti achawana zvirongo 50 zvewaini, owana 20 chete;+
16 zvinhu zvainge zvakamira sei? Munhu aienda pamurwi wezviyo* achitarisira kuwana masaga 20, owana 10 chete; uye mumwe aienda kuchisviniro chewaini achifunga kuti achawana zvirongo 50 zvewaini, owana 20 chete;+