Hagai 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 kubvira panguva yakaitika zvinhu izvozvo—mumwe munhu akasvika pamurwi wezviyero makumi maviri, izvo zvikava gumi; mumwe munhu akasvika kuchisviniro kuti achere zviyero zvewaini makumi mashanu, asi izvo zvakava makumi maviri;+
16 kubvira panguva yakaitika zvinhu izvozvo—mumwe munhu akasvika pamurwi wezviyero makumi maviri, izvo zvikava gumi; mumwe munhu akasvika kuchisviniro kuti achere zviyero zvewaini makumi mashanu, asi izvo zvakava makumi maviri;+