Zekariya 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uri chii, iwe gomo guru? Uchava nyika yakati sandara+ pamberi paZerubhabheri.+ Iye achabudisa dombo repamusoro uye pachange pachishevedzerwa kuti: “Rakanaka! Rakanaka chaizvo!”’” Zekariya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:7 Nharireyomurindi,4/15/2006, pp. 23-24, 25-26 “Rugwaro Rwose,” p. 170
7 Uri chii, iwe gomo guru? Uchava nyika yakati sandara+ pamberi paZerubhabheri.+ Iye achabudisa dombo repamusoro uye pachange pachishevedzerwa kuti: “Rakanaka! Rakanaka chaizvo!”’”