Mateu 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Kana kuti hamuna kuverenga here muMutemo kuti pamaSabata vapristi vari mutemberi vanotyora mutemo weSabata asi vasina mhosva yavanopiwa?+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:5 Jesu—Nzira, p. 77
5 Kana kuti hamuna kuverenga here muMutemo kuti pamaSabata vapristi vari mutemberi vanotyora mutemo weSabata asi vasina mhosva yavanopiwa?+