Mateu 12:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Mambokadzi wekumaodzanyemba achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye acharatidza kuti chine mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:42 “Muteveri Wangu,” p. 83 Nharireyomurindi,7/1/1999, p. 316/15/1990, pp. 5-66/1/1990, pp. 6-7 “Rugwaro Rwose,” p. 114
42 Mambokadzi wekumaodzanyemba achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye acharatidza kuti chine mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+
12:42 “Muteveri Wangu,” p. 83 Nharireyomurindi,7/1/1999, p. 316/15/1990, pp. 5-66/1/1990, pp. 6-7 “Rugwaro Rwose,” p. 114