Mateu 21:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uyewo vanhu vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti muponese* Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha!*+ Muponeseiwo,* muri kumusorosoro!”+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:9 Nharireyomurindi (Yekudzidza),12/2017, p. 9 Nharireyomurindi,3/1/1997, pp. 30-31
9 Uyewo vanhu vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti muponese* Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha!*+ Muponeseiwo,* muri kumusorosoro!”+