Mateu 23:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri! nekuti munovharira vanhu Umambo hwekudenga; nekuti imi hamupindi, uyewo hamubvumiri vaya vari kuda kupinda kuti vapinde.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 23:13 Nharireyomurindi,11/15/2001, p. 213/15/1991, p. 510/1/1990, p. 23
13 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri! nekuti munovharira vanhu Umambo hwekudenga; nekuti imi hamupindi, uyewo hamubvumiri vaya vari kuda kupinda kuti vapinde.+