23 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri! nekuti munopa chegumi chemindi nedhiri nekumini,+ asi makasiya nyaya dzinokosha dzeMutemo, dzinoti, kutonga zvakarurama+ nengoni+ nekutendeka. Zvinhu izvi maifanira kuzviita, asi kwete muchizorega kuita zvimwe zvacho.+