Mateu 23:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri!+ nekuti munovaka makuva evaprofita uye munoshongedza makuva evakarurama,+
29 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri!+ nekuti munovaka makuva evaprofita uye munoshongedza makuva evakarurama,+