Mako 14:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Uye akadzoka kechitatu akati kwavari: “Nguva yakaita seino ndiyo yamuri kurara muchizorora henyu! Zvakwana! Nguva yacho yasvika!+ Onai! Mwanakomana wemunhu ava kutengeswa mumaoko evatadzi.
41 Uye akadzoka kechitatu akati kwavari: “Nguva yakaita seino ndiyo yamuri kurara muchizorora henyu! Zvakwana! Nguva yacho yasvika!+ Onai! Mwanakomana wemunhu ava kutengeswa mumaoko evatadzi.