Johani 13:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jesu akaziva mutambo wePaseka usati wasvika kuti nguva yake yakanga yakwana+ yekuti abve munyika ino aende kuna Baba.+ Sezvo aida vake vaiva panyika, akaramba achivada kusvikira pamugumo.+
13 Jesu akaziva mutambo wePaseka usati wasvika kuti nguva yake yakanga yakwana+ yekuti abve munyika ino aende kuna Baba.+ Sezvo aida vake vaiva panyika, akaramba achivada kusvikira pamugumo.+