Johani 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino pashure pezvinhu izvi Jesu akaramba achifamba-famba muGarireya, nokuti akanga asingadi kufamba-famba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachitsvaka kumuuraya.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:1 Jesu—Nzira, p. 136 Nharireyomurindi,11/1/1987, p. 8
7 Zvino pashure pezvinhu izvi Jesu akaramba achifamba-famba muGarireya, nokuti akanga asingadi kufamba-famba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachitsvaka kumuuraya.+