VaRoma 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka iwe munhu, kana uchitonga vamwe, haugoni kunzi hauna mhosva, pasinei nekuti ndiwe ani;+ nekuti pauri kutonga mumwe, uri kuzvipa mhosva, nekuti iwe wacho unotonga unoitawo zvaari kuita iye.+
2 Saka iwe munhu, kana uchitonga vamwe, haugoni kunzi hauna mhosva, pasinei nekuti ndiwe ani;+ nekuti pauri kutonga mumwe, uri kuzvipa mhosva, nekuti iwe wacho unotonga unoitawo zvaari kuita iye.+