VaRoma 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo hauna chokuzvipembedza nacho, haiwa iwe munhu,+ pasinei nokuti uri ani, kana uchitonga;+ nokuti pachinhu chaunotonga mumwe munhu, unozvipa mhosva, iwe unotonga+ zvauine tsika yokuita zvinhu izvozvo.+
2 Naizvozvo hauna chokuzvipembedza nacho, haiwa iwe munhu,+ pasinei nokuti uri ani, kana uchitonga;+ nokuti pachinhu chaunotonga mumwe munhu, unozvipa mhosva, iwe unotonga+ zvauine tsika yokuita zvinhu izvozvo.+