1 VaKorinde 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka kana zvekudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke, handichazombodyi zvakare nyama, kuti ndirege kugumbura hama yangu.+
13 Saka kana zvekudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke, handichazombodyi zvakare nyama, kuti ndirege kugumbura hama yangu.+