1 VaKorinde 9:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Kana takadyara zvinhu zvemweya pakati penyu, pane chakaipa here kana tikazokohwa zvinhu zvinotitsigira pakurarama kubva kwamuri?+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:11 Nharireyomurindi,12/1/1989, p. 27
11 Kana takadyara zvinhu zvemweya pakati penyu, pane chakaipa here kana tikazokohwa zvinhu zvinotitsigira pakurarama kubva kwamuri?+