1 VaKorinde 9:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Kana vamwe vanhu vaine kodzero iyi pamuri, ko isu hatina kodzero inotopfuura yavo here? Kunyange zvakadaro, hatina kushandisa kodzero iyi,+ asi tiri kutsungirira zvinhu zvese, kuti tisambokanganisa mashoko akanaka pamusoro paKristu.+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:12 Nharireyomurindi,12/1/1989, pp. 25-27
12 Kana vamwe vanhu vaine kodzero iyi pamuri, ko isu hatina kodzero inotopfuura yavo here? Kunyange zvakadaro, hatina kushandisa kodzero iyi,+ asi tiri kutsungirira zvinhu zvese, kuti tisambokanganisa mashoko akanaka pamusoro paKristu.+