1 VaKorinde 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi zvese izvi handina kumbozvishandisa.+ Hakusi kuti ndiri kunyora zvinhu izvi kuti ndizviitirwe, nekuti zviri nani kuti ndife pane kuti—hapana munhu anogona kumboramba zvandiri kuzvirumbidza nazvo!+
15 Asi zvese izvi handina kumbozvishandisa.+ Hakusi kuti ndiri kunyora zvinhu izvi kuti ndizviitirwe, nekuti zviri nani kuti ndife pane kuti—hapana munhu anogona kumboramba zvandiri kuzvirumbidza nazvo!+