14 Onai! Aka kava kechitatu ndagadzirira kuuya kwamuri, uye handisi kuzokuremedzai. Nekuti handisi kutsvaga zvinhu zvenyu,+ asi imimi; nekuti vana+ havatarisirwi kuti vachengete pfuma kuti vazochengeta vabereki vavo, asi vabereki ndivo vanofanira kuichengetera vana vavo.