-
1 Timoti 5:23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
23 Usaramba uchingonwa mvura chete, asi inwa waini shomanana nekuda kwemudumbu mako uye kurwara-rwara kwaunogara uchiita.