-
1 Timoti 6:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Irwa kurwa kwakanaka kwekutenda; batisisa upenyu husingaperi hwawakadanirwa uye hwawakazivisa zvakanaka pachena pamberi pezvapupu zvakawanda.
-