VaHebheru 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi tiri kuona Jesu, uyo akanga aitwa kuti ati dererei pane ngirozi,+ apfekedzwa korona yekubwinya nekukudzwa nekuti iye akafa,+ kuti nenyasha dzaMwari aravire rufu nekuda kwemunhu wese.+
9 Asi tiri kuona Jesu, uyo akanga aitwa kuti ati dererei pane ngirozi,+ apfekedzwa korona yekubwinya nekukudzwa nekuti iye akafa,+ kuti nenyasha dzaMwari aravire rufu nekuda kwemunhu wese.+