-
VaHebheru 9:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Nekuti Mozisi paakanga audza vanhu vese mirayiro iri muMutemo, akatora ropa remikono yemombe midiki nerembudzi, nemvura, nemvere dzemakwai tsvuku, nehisopi, akasasa bhuku nevanhu vese,
-