-
1 Johani 2:27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 Kana muri imi, kuzodzwa kwamakagamuchira kubva kwaari+ kunoramba kuri mamuri, uye hamufaniri henyu kudzidziswa nemumwe munhu; asi muri kudzidziswa pamusoro pezvinhu zvese nekuzodza kwake+ uye kuzodza kwacho hakusi kwenhema asi ndekwechokwadi. Semadzidzisirwo amakaitwa nekuzodzwa kwacho, rambai muri pamwe naye.+
-