27 Kana muri imi, kuzodzwa+ kwamakagamuchira kubva kwaari kunoramba kuri mamuri, uye hamufaniri henyu kudzidziswa nomumwe munhu;+ asi, kuzodza kwake zvakuri kukudzidzisai pamusoro pezvinhu zvose,+ zvakuri kwechokwadi+ uye zvakusiri kwenhema, uye zvakwakakudzidzisai, rambai muri pamwe+ naye.