Zvakazarurwa 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kunzvimbo yake kurenje, uko kwaachapiwa zvekudya kwenguva imwe chete nedzimwe nguva nehafu yenguva,*+ kure nenyoka.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:14 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 32 Zvakazarurwa, pp. 183-184
14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kunzvimbo yake kurenje, uko kwaachapiwa zvekudya kwenguva imwe chete nedzimwe nguva nehafu yenguva,*+ kure nenyoka.+