Genesisi 42:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino vakataurirana vachiti: “Chokwadi tine mhosva pamusoro pomunun’una wedu,+ nokuti takaona kutambudzika kwomweya wake paakatiteterera kuti timunzwire tsitsi, asi hatina kuteerera. Ndokusaka kutambudzika uku kwatiwira.”+
21 Zvino vakataurirana vachiti: “Chokwadi tine mhosva pamusoro pomunun’una wedu,+ nokuti takaona kutambudzika kwomweya wake paakatiteterera kuti timunzwire tsitsi, asi hatina kuteerera. Ndokusaka kutambudzika uku kwatiwira.”+