Numeri 32:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi kana musingazoiti saizvozvi, muchatadzirawo Jehovha.+ Kana zvikadaro zivai kuti chivi chenyu chichakuwanai.+ Zvirevo 21:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Munhu anovhara nzeve yake kuti arege kunzwa kuchema kwokunyunyuta kweakaderera,+ iye achashevedzerawo asi haazopindurwi.+ Mateu 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nokuti nokutonga kwamuri kutonga nako, muchatongwawo nako;+ uye nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.+ 1 Timoti 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena,+ zvichibva zvaita kuti vakurumidze kutongwa, asi vamwe vanhu zvivi zvavo zvinobuda pachena pava paya.+
23 Asi kana musingazoiti saizvozvi, muchatadzirawo Jehovha.+ Kana zvikadaro zivai kuti chivi chenyu chichakuwanai.+
13 Munhu anovhara nzeve yake kuti arege kunzwa kuchema kwokunyunyuta kweakaderera,+ iye achashevedzerawo asi haazopindurwi.+
2 nokuti nokutonga kwamuri kutonga nako, muchatongwawo nako;+ uye nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.+
24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena,+ zvichibva zvaita kuti vakurumidze kutongwa, asi vamwe vanhu zvivi zvavo zvinobuda pachena pava paya.+