Genesisi 6:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Aya ndiwo magadzirire auchaiita: kureba kweareka, makubhiti+ mazana matatu, kufara kwayo, makubhiti makumi mashanu, uye kukwirira kwayo, makubhiti makumi matatu. Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:15 Awake!,2/8/1997, p. 19
15 Aya ndiwo magadzirire auchaiita: kureba kweareka, makubhiti+ mazana matatu, kufara kwayo, makubhiti makumi mashanu, uye kukwirira kwayo, makubhiti makumi matatu.