Genesisi 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Abramu naNahori vakawana madzimai. Mudzimai waAbramu ainzi Sarai,+ asi mudzimai waNahori ainzi Mirika,+ mwanasikana waHarani, baba vaMirika nababa vaIska.
29 Abramu naNahori vakawana madzimai. Mudzimai waAbramu ainzi Sarai,+ asi mudzimai waNahori ainzi Mirika,+ mwanasikana waHarani, baba vaMirika nababa vaIska.