Genesisi 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino makwenzi omusango akanga achigere kuvapo panyika uye zvinomera zvomusango zvakanga zvichigere kumera, nokuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura+ panyika uye pakanga pasina munhu wokuti arime nyika. Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:5 Nharireyomurindi,1/15/1998, p. 9
5 Zvino makwenzi omusango akanga achigere kuvapo panyika uye zvinomera zvomusango zvakanga zvichigere kumera, nokuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura+ panyika uye pakanga pasina munhu wokuti arime nyika.