-
Genesisi 2:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Panyika pakanga pasati pava nemakwenzi uye masango akanga asati avapo, nekuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura panyika uye pakanga pasina munhu wekuti airime.
-