Genesisi 25:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi Abrahamu akapa zvipo+ vanakomana vevarongo avo Abrahamu aiva navo. Akabva avaendesa kure naIsaka mwanakomana wake,+ paakanga achiri mupenyu, nechokumabvazuva, kunyika yeMabvazuva.+
6 asi Abrahamu akapa zvipo+ vanakomana vevarongo avo Abrahamu aiva navo. Akabva avaendesa kure naIsaka mwanakomana wake,+ paakanga achiri mupenyu, nechokumabvazuva, kunyika yeMabvazuva.+