Genesisi 25:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Isaka akaramba achiteterera Jehovha kunyanya nokuda kwomudzimai wake,+ nokuti akanga asingabereki;+ naizvozvo Jehovha akabvuma kutetererwa nokuda kwake,+ Ribheka mudzimai wake akava nepamuviri.
21 Isaka akaramba achiteterera Jehovha kunyanya nokuda kwomudzimai wake,+ nokuti akanga asingabereki;+ naizvozvo Jehovha akabvuma kutetererwa nokuda kwake,+ Ribheka mudzimai wake akava nepamuviri.