Genesisi 25:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvishoma nezvishoma mazuva ake okuti asununguke akakwana, uye tarira! mapatya aiva mudumbu rake.+