Genesisi 25:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Naizvozvo Isau akati kuna Jakobho: “Ndapota, kurumidza, ndipewo zvitsvuku izvo ndidye—zvitsvuku zviri umo, nokuti ndaneta!” Ndokusaka akanzi Edhomu.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:30 Nharireyomurindi,5/1/2002, p. 11
30 Naizvozvo Isau akati kuna Jakobho: “Ndapota, kurumidza, ndipewo zvitsvuku izvo ndidye—zvitsvuku zviri umo, nokuti ndaneta!” Ndokusaka akanzi Edhomu.+