Genesisi 25:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Jakobho akapa Isau chingwa nenyemba, akadya uye akanwa.+ Akabva asimuka akaenda. Naizvozvo Isau akazvidza udangwe hwacho.+
34 Jakobho akapa Isau chingwa nenyemba, akadya uye akanwa.+ Akabva asimuka akaenda. Naizvozvo Isau akazvidza udangwe hwacho.+