Genesisi 29:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Akavazve nepamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Nokuti Jehovha ateerera,+ pakuti ndaivengwa saka andipawo uyu.” Nokudaro akamutumidza kuti Simiyoni.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 29:33 Nharireyomurindi,10/1/2007, p. 9
33 Akavazve nepamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Nokuti Jehovha ateerera,+ pakuti ndaivengwa saka andipawo uyu.” Nokudaro akamutumidza kuti Simiyoni.+