Eksodho 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 utsaurire Jehovha munhu wose anovhura chibereko,+ chose chinotanga kuberekwa, mwana wemhuka,+ achazova wako. Vanhurume nemhuka hono ndezvaJehovha.+
12 utsaurire Jehovha munhu wose anovhura chibereko,+ chose chinotanga kuberekwa, mwana wemhuka,+ achazova wako. Vanhurume nemhuka hono ndezvaJehovha.+