Eksodho 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+
20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+