23 Iye akati kwavari: “Ndizvo zvakataurwa naJehovha. Mangwana tichachengeta sabata, iro sabata dzvene rinoitirwa Jehovha.+ Gochai zvamunogona kugocha, bikai zvamunogona kubika,+ uye chengetai zvose zvinenge zvasara kuti zvive zvinhu zvakachengetwa kusvikira mangwana.”