Eksodho 34:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ngaparege kuva neanokwira newe, uyewo ngaparege kuva nomunhu anoonekwa mugomo racho rose.+ Makwai nemombe ngazviregewo kufura pamberi pegomo iroro.”+
3 Asi ngaparege kuva neanokwira newe, uyewo ngaparege kuva nomunhu anoonekwa mugomo racho rose.+ Makwai nemombe ngazviregewo kufura pamberi pegomo iroro.”+