Revhitiko 22:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi kana mwanasikana womupristi akava chirikadzi kana kuti akarambwa asina vana, uye achifanira kudzoka kumba kwababa vake sepanguva yaakanga achiri muduku,+ angadya hake zvimwe zvokudya zvababa vake;+ asi hapana mumwe munhuwo zvake angazvidya.
13 Asi kana mwanasikana womupristi akava chirikadzi kana kuti akarambwa asina vana, uye achifanira kudzoka kumba kwababa vake sepanguva yaakanga achiri muduku,+ angadya hake zvimwe zvokudya zvababa vake;+ asi hapana mumwe munhuwo zvake angazvidya.