Dheuteronomi 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Panguva iyoyo chaiyo ndini ndakarayirwa naJehovha kuti ndikudzidzisei mirau nezvakatongwa, kuti muzviite munyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore, ive yenyu.+
14 Panguva iyoyo chaiyo ndini ndakarayirwa naJehovha kuti ndikudzidzisei mirau nezvakatongwa, kuti muzviite munyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore, ive yenyu.+