Dheuteronomi 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukupinza munyika yakanaka,+ nyika ine mipata ine hova dzemvura, zvitubu nemadziva akadzika anobuda mubani+ nomunzvimbo ine makomo,
7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukupinza munyika yakanaka,+ nyika ine mipata ine hova dzemvura, zvitubu nemadziva akadzika anobuda mubani+ nomunzvimbo ine makomo,