Dheuteronomi 21:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti anofanira kubvuma mwanakomana weanovengwa kuti ndiye dangwe nokumupa zvikamu zviviri pazvinhu zvose zvaanenge ainazvo,+ nokuti iyeye ndiye kutanga kwesimba rake rokubereka.+ Udangwe ndohwake.+
17 Nokuti anofanira kubvuma mwanakomana weanovengwa kuti ndiye dangwe nokumupa zvikamu zviviri pazvinhu zvose zvaanenge ainazvo,+ nokuti iyeye ndiye kutanga kwesimba rake rokubereka.+ Udangwe ndohwake.+